Bhaibheri

Ngoni dzaKristu M’ponisi

AFM Nziyo 102

Ngoni dzaKristu M’ponisi M.S.S.H.B. 582

1

NGONI dzaKristu M’ponisi, Rudo rwaBaba vedu, Nokuwadzana koMweya, Kuve nesu kwedenga! Sezvo tose togarisana Mumwe nomumwe, Ishe; Mwoyo yedu inofara, Nenguva dzose dzedu, Amen.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.