
Methodist
321 hymns
The Methodist Church in Zimbabwe.
Nziyo
- 1Pururudzai vanhu mose
- 2Imbai masimba nengoni dzake
- 3Mwari muri zuva redu
- 4Kudza Jehovha
- 5Ngatimukudze Mwari
- 6Mukudzei iye Mwari
- 7Jehovha ana masimba
- 8Makasika zvose zvinhu
- 9Mwari hamuna mavambo
- 10Mufudzi ndiye Jehovha
- 11Tunhai Ishe matenga
- 12Ndinoshamiswa kwazvo
- 13Mununuri ngaakudzwe
- 14Hozana wokudenga
- 15Mununuri wedu
- 16Ngatiimbe nengirozi
- 17Chokwadi zita raJesu
- 18Tora zita rake Jesu
- 19Iro zita raJesu
- 20Jesu rufaro rwomwoyo
- 21Isu vanhu vapanyika
- 22Tarirai mudzione
- 23Makasiya ngundu
- 24Ndiye Mwari Muponisi
- 25Mununuri ndinomuda
- 26Ndinokurumbidza
- 27Imi makonhi emwoyo
- 28Uyai maKristu
- 29Ingirozi dzinoimba
- 30Inzwai heri izwi
- 31Rumbidzai vanhu mose!
- 32Mukai maKristu mufare nhasi
- 33Mumusha waShe Dhavhidhi
- 34Pausiku hwoutsvene
- 35Vafudzi vebetrehem
- 36Kristu 'Manueri!
- 37Vafudzi zvavakarinda
- 38Mwana M'tsvene wakapfava
- 39Tarirai kubetrehem
- 40MaKristu ngatirumbidzei
- 41Mwoyo wangu unofara
- 42Takazvarirwa Mwanakomana
- 43Tinouya madzimambo
- 44Ndiani pane zamba
- 45Jesu imi muri nzira
- 46Vakafara vano urombo
- 47Ndiudze nhau dzaJesu
- 48Hakuna zita seraJesu
- 49Ndiudzewo rungano
- 50Chiriko chikomo kure
- 51Riripo gomo
- 52Wokusuwa! wakanzi
- 53Uyai mose ticheme
- 54Tsitsi hedzi dzamira dzoga
- 55Ngatitende Mwari
- 56Mutadzi anofirirei
- 57Pasi poMuchinjikwa
- 58Jesu ndisededzei
- 59Makatakura kuipa
- 60Ndakayeva Muchinjikwa
- 61Kristu Tenzi wakamuka
- 62Kurwa nedzivo zvazopedzwa
- 63Mukati meguva
- 64Kristu wamuka nhasi!
- 65Tinofara nhasi
- 66Nomusi weSvondo
- 67Makamuka Ishe Jesu
- 68Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga
- 69Namangwanangwana
- 70Jesu makati mamuka
- 71Unotii nhasi Kufa
- 72Ari m'penyu Muponisi
- 73Changamire! Muponisi
- 74Zadzisai chirevo chenyu
- 75Ndimi baba makasika zvapasi
- 76Ruponiso! Runofadza!
- 77Mweya Mutsvene waMwari
- 78Tinovonga Jesu
- 79Chivimbiso choM'ponisi
- 80Simudzai pfungwa dzedu
- 81Dondifemerai
- 82Mweya woutsvene
- 83Mweya Mutsvene Idi
- 84Mweya musiki muvambi
- 85M'tsvene M'tsvene M'tsvene
- 86Izwi renyu Mwari
- 87Imi Mweya waMwari
- 88Vakaropafadzwa avo
- 89Tine dama renyu Mwari
- 90Heri dama rokudenga
- 91Mwari nedzo tsitsi dzenyu
- 92Svikai Mweya Mutsvene
- 93Mweya wangu uno Muponisi
- 94Ndanzwa izwi renyu
- 95Farai nesu vanotenda
- 96Wandiitirei Jesu?
- 97Tadaidzirwa utsvene
- 98Paimba yeGwayana raMwari
- 99Ishe! Ndinzwei nokufara
- 100Kwete! Idzo tsitsi dzenyu
- 101Sipiti retsitsi nengoni
- 102Tirimo munzira yenyika yo'penyu
- 103Vatadzi munodiwa
- 104Jesu wakauya pasi
- 105Ndakanga ndakundikana
- 106Mweni anogogodza
- 107Uyai kuna Muponisi
- 108Pane sipiti rizere
- 109Baba nedzo tsitsi dzenyu
- 110Mwari Ishe makavanzwa
- 111Kudai ndichibvuma
- 112Baba nditarisei netsitsi dzenyu
- 113Hakusi kurema
- 114Ndinochema Ishe Mwari
- 115Jesu ndanga ndakurasai
- 116Baba ndiri mwana wenyu
- 117Nditarirei nokufara
- 118Pausiku hwoutsvene
- 119Zvingagova sei kuti
- 120Muka mweya wangu
- 121Norumuko rwenyu Kristu
- 122Ngandiite munamato
- 123N'anga huru yava pedyo
- 124Ndomukurumbidza
- 125Ishe ndoimba nadzo tsitsi dzenyu
- 126Rukuru ruponiso
- 127Sezva ndiri ndinouya
- 128Imi makabva ku'zuru
- 129Mwoyo wangu uchimutsva
- 130Makati zvose siyai
- 131Ndoisa pana Jesu
- 132Makandinzvera Jehovha
- 133Sezva ndakadai Ishe
- 134Mwari samasimba
- 135Pausiku hwoutsvene
- 136Pausiku hwoutsvene
- 137Ngatitende kuna Jesu
- 138Rakanaka iro zuva
- 139Fare iwe m'Kristu!
- 140Vazhinji vanayo nhaka
- 141Ndinofara kuti baba wedu
- 142Nhasi ini ndinofara
- 143Mumwe ariko kum'soro
- 144Ichokwadi Jesu ndowangu
- 145Vongai Jehovha mudane zita rake
- 146Mwari mune simba rose
- 147Jesu ndokudai Muponisi wangu
- 148Kwaendepi Ishe Jesu
- 149Ndiri wenyu Ishe Jesu
- 150Jesu asati auya
- 151Tinoda kugara nemi
- 152Mudi womweya wangu
- 153Ndinoinzva nemi
- 154Irwa kurwa kwakanaka
- 155Apo ndatambudzika
- 156Mwari runondishamisa
- 157Ndiani mhandu iyi
- 158Mwari ndiye tsvingo yedu
- 159Vongai kuna Jehovha
- 160Dombo rakarekare
- 161Baba! mune simba rose
- 162Kristu Mununuri wedu
- 163Kana tichifamba
- 164Runyararo munyika yerima?
- 165Nyange ndiri murombo
- 166Totarirepi Ishe
- 167Ndicharumbidza Mwari
- 168Gadzira miteuro
- 169Famba mangwanangwana
- 170Kuna Mwari zvitaure
- 171Kunamata kuna Mwari
- 172Baba wedu wokudenga
- 173Tine hama yedu Jesu
- 174Rudo runopfuura kuziva
- 175Sedera mweya wangu
- 176Jesu Mambo worugare
- 177Ishe wangu maindidisa
- 178Farai mazuva ose
- 179Baba! mune simba rose
- 180Vakaropafadzwa
- 181Hoyo mushandiri waShe!
- 182Tenzi ngandifambe nemi
- 183Urwo rutendo rukuru
- 184Timutsirei Ishe
- 185Musimba renyasha
- 186Jesu anoti tivhenekere
- 187Muzita raShe ndoenda
- 188Nditungamire Jehovha
- 189Nhungamiri yaIsraeri
- 190Mwari muna masimba
- 191Muna vanhu venyu Mwari
- 192Jesu tokuvongai matifira
- 193Hoyu Mwari Changamire
- 194Imi Mwari webheteri
- 195Kwasara makore
- 196Mwoyo yenyu ngairege
- 197Jesu ndiyo nzira yedu
- 198Nokuchema kwandiinako
- 199Musi wehasha nokutya
- 200Chinhu chinotyisa kwazvo
- 201Mumhanzi uri kudenga
- 202Wouya wouya Mucheki mukuru
- 203Nzvimbo yakanaka!
- 204Jerusarem musha wangu
- 205Pakudenga kuna baba
- 206Pam'soro pakudenga
- 207Musi weSvondo nhasi She
- 208Musi weSvondo waIShe
- 209Ishe taungana
- 210Ishe nzvimbo yenyu
- 211Nguva yakanaka Jesu
- 212Zvatapinda Ishe wedu
- 213Baba wedu tinouya
- 214Mwari wedu tiri pano
- 215Taurai Ishe wedu
- 216Ishe muno utsvene
- 217Timutsirei She
- 218Mwari baba wedu
- 219Zvose zvinhu tinopa zvedu
- 220Svondo inopfuura
- 221Mutiropafadze Mwari
- 222Baba! mune simba rose
- 223Tauya nezvipo baba
- 224Baba! mune simba rose
- 225Tinobvisa zvipo
- 226Baba wangu ndinodisa
- 227Onai vadzidzi venyu
- 228Tichiri vapenyu
- 229Tiri vawadzani
- 230Mwari ano rudo
- 231Tinouya kuna Mwari
- 232Nguva yakanakisisa
- 233Kristu mukomboreri
- 234Imi Jesu ndimi M'fudzi
- 235Amai navana
- 236Baba! mune simba rose
- 237Maisa murau Jesu
- 238Baba wedu tarirai
- 239Makatora chingwa Jesu
- 240Wafa wafa Muponisi!
- 241Jesu tinoita
- 242Ngatishandisei nyasha
- 243Dzidzisai vadzidzisi
- 244Tivhenekerei
- 245Mwari mundidzore imi
- 246Ko handingaite kuda kwaShe
- 247Tiyamurei nengoni
- 248Kana todyara She
- 249Tiitei savashanu
- 250Fambai vaKristu somunondorwa
- 251Simukirai Jesu
- 252Tiri pfumo raShe
- 253Izwi raShe rakasvika
- 254Tiri vana vaMwari
- 255Dombondipa meso ndione
- 256Ngatiimbei rwiyo rutsva
- 257Ishe makamboburuka
- 258Baba munotipa zvipo
- 259Mwari ane simba tinoteurira
- 260Ishe komborera Afrika
- 261Imba yorufaro mamunodiwa
- 262Kudzai Jesu imi vana mose
- 263Mwari wakasika
- 264Mwana angazive
- 265Mwari baba wedu
- 266Mufudzi ropafadzai
- 267Kure muzamba iro
- 268Uyai imi vana uyai unganai
- 269Jesu wakambova mwana
- 270Vachenjeri ivo
- 271Jesu shamwari yavana
- 272Vaduku vakaimba
- 273Vana veJerusarema
- 274Zuva redu ravapo
- 275Jesu makapfavisa
- 276Jesu munoshovedza vaduku
- 277Ndouya kuJesu
- 278Ndiropafadzei She
- 279Baba tinotenda
- 280Ndokutendai baba
- 281Ishe Mwari ndiitei
- 282Kamwenje kangu aka
- 283Nditungamire kuna She Jesu
- 284Ishe woutsvene
- 285Mudzongeri wakabuda
- 286Mati imi baba wedu
- 287Mwari worudo rudo rwakakwana
- 288Ishe! Ikoku kusvitswa
- 289Mangwanani zvinhu zvose
- 290Denga rizere nemi
- 291Zuva rabuda kakare
- 292Muka mweya wangu famba
- 293Garai neni! zuva radoka
- 294Ndinokukurumbidzai
- 295Ishe imi mandisimbaradza
- 296Mumwe musi ava mauro
- 297Mwari baba muve nesu
- 298Kudzai Mwari mukuru
- 299Mvura yazonaya
- 300Ishe baba titarirei
- 301Tinoirima minda
- 302Uyai vanhu tiimbe
- 303Hongu Mwari wakanaka
- 304Tinokutendai baba
- 305Tokupai zvino baba
- 306Zuva ranhasi Ishe wedu
- 307Jesu ini ndasarudza
- 308Mwari baba samasimba
- 309Nhasi tose taungana
- 310Nevatsvene avo vazorora
- 311Tiri mberi kwenyu Ishe
- 312Tinobvisa
- 313Jesu ari pano
- 314Hama yandinayo
- 315Rufaro ruri mumwoyo wangu
- 316Mwoyo wangu unofara sei
- 317Jesu haanakuuya
- 318Isu maKristu tiri kufamba
- 319Ndiri kudya chingwa choupenyu
- 320Muzviratidze kwatiri
- 321Tinovonga Ishe wedu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.