Pausiku hweutsvene
AFM Nziyo 114
1
MWARI hweutsvene Kune nyika iri kure, Yakajeka nyeredzi yaTenzi, Chioniso chaMwari wediko Iyo Tenzi wabarwa, Iyo kwabarwa Mesiya.
2
Baba wake wakashama, Mai wake wakafara, Mwana wavo M’ponesi wevanhu Wakakudzwa zvikuru ndiMwari. Pasi pese chifarai Mwari wazotishanyira.
3
Mune danga radzo n’ombe Wakabarwa mwana mutsva, Ndiye mwana waMwari mupenyu, Ndiye rudo rwaBaba kunesu. Ndiye mudi wevanhu, Nemudikani wevese.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.