Neni handikurasai ngekuti wapinduka
AFM Nziyo 137
Neni Handikurasi
1
NENI handikurasai ngekuti wapinduka, Kuipa kwasukiwa, chiedza nerufaro,
Chorus
Neni handikurasi, chienda, upembere, Imba. ukudze, enda usazotadzazveba.
2
Neni handikurasi, ngekuti wadaira, Hakuna kuraswaba kweavo vanondida.
3
Neni handimurasi, ndakabva kuna Baba Ngepamusana pako, Ngekuti anokuda.
4
Neni handikurasi, chikudza Baba wako NeMurumbwana wake neMweya wakachena.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.