Baba wangu ndinodisa
AFM Nziyo 156
1
BABA wangu, ndinodisa Kuva wakadai ndimwi, Ndinodisa mweya wenyu Kuti uchigara neni
Chorus
Munoziva nungo dzangu, Munoziva zvirokwazvo; Ndiri kukumbira zvino, Munandipindurawo.
2
Baba, ndinodisa kwazvo Rutendeso rwakanaka, Kuti ndinotenda imwi Nguva dzangu dzese dzese.
3
Baba, ndinodisa kwazvo Kuva wakatiwa ini, Kuonesa kune vamwe, Kuti tinodana senyi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.