Bhaibheri

Ngatitende kuna Jesu

AFM Nziyo 23

Ngatiende kuna Jesu Xhosa, 60

1

NGATITENDE kuna Jesu, Nokuti watifira; Wakatiitira tsitsi Nokutifira kwake; Ishe, Baba! Iva netsitsi nesu.

2

Isu vanhu vamapofu, Wakauya kunesu; Wakatifira vanhu vose, Wakatifira mapofu; Ishe, Baba! Iva netsitsi nesu.

3

Vatema naivo vachena, Vatende pamwe chete; Ngavakurumbidze vese, Vaimbe kuna Ishe; Ishe, Baba! Iva netsitsi nesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.