Tiri vawadzani tiri vawadzani
AFM Nziyo 50
Tiri vawadzani Xhosa, 166
1
TIRI vawadzani, tiri vawadzani, Mhuri yaJesu Mambo wedu: Dai tichidana, dai tichidana, Hapanda usvinu kudenga.
2
Tinoyamurana, tinoyamurana, Vatendi vaIshe mukuru, Tisingatsaukane, tisingatsaukane, Hakuna kudaro kudenga.
3
Tiri hondo imwe, tiri hondo imwe, Mbirimi dzaMambo mukuru: Ngatimurwirei nomwoyo mumwewo, Panzira inoenda kudenga.
4
Iko kudenga kuno rufaro bedzi; Titende kuna Ishe mukuru; Naiwo masimba anobva kuna’she Tinosvika nawo kwaari.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.