O Saviour Lord, to thee we pray
1
TINONAMATA kunewe M'ponisi wavanhu vese; Watichengeta nyamusi Tichengetezve usiku
2
Hiva pedyo nese Tenzi Uponise vanhu vako; Ubvise zvitadzo zvedu Tivhenekere mudima.
3
Mweya yedu kana mwoyo Isabatwe ndisatani; Yerisa miviri yedu Kuti ive umba dzako.
4
Tenzi unotichenisa Takuteta ngekupfava, Kuti timuke mangwana Tine mwoyo yakachena
5
Mbiri kunaMwari Baba Mbiri kunoMukorore, Mbiri kunoMunyaradzi Mwari Mweya Unoyera:Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.