Now thank we all our God
1
NGATITENDE Mwari Nesimba redu rese, Wakatiponisa, Wakachengeta isu; Wakakomborera Isu nhambwe dzese Nezvipo zvizhinji, Ari wedu zvino.
2
NdiMwari agree Petyo nesu narini, Tifadze mumwoyo Norunyararo rwake; Tikotse nenyasha, Nokutitungamidza, Utiregerere Mukuipa kwese.
3
Ngativirikidze Mwari Baba Mukuru, Mwana noMweya Unotanga kudenga, Mwari mumwe chete, Uyo zvese zviro Zvinovirikidza Napanguva dzese.Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.