Bhaibheri

Ndipe kuti ndigare

Anglican · Nziyo · 116

Jesus, grant me this, I pray

1

NDIPE kuti ndigare Mumwoyo wako, Jesu; Ngandigare narini Murutivi rwaJesu

2

Kuti Satan' nepasi, Achiisa chiteyo Handibatwi, ndigere Mumwoyo wako, Jesu.

3

Kuti ndichirunzirwa Ngeruchiva rwenyama, Handizotyi, ndigere Munwoyo wako, Jesu.

4

Ndichafa rimwe zuva, Usandirase Jesu; Ngandigare murufu Mumwoyo wako, Jesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.