Before the ending of the day
1
MUSI usati wapera Tateta Musiki wedu, Tikotse ngemutsa wako Tichengetetakarara.
2
Tisatambudzike muhope Ngekufunga zvakaipa; Tidzingire mhandu yedu, Tisabatwe ngechitadzo.
3
Tinzwe,Baba,une simba Pamsana paJesu Kristu, Anogara akadaro Newe naiye Mweya.Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.