Let me come closer to thee, Jesus
1
ITA ndiuye petyo, Jesu, Petyo pamisi yese, Ita ndibate Iwe, Jesu, Murwendo rwangu rwese.
2
ndiite ndikuone, Jesu, Soruveneko rwedi. Ita ndireve mazwi ako Orudo nokupfava.
3
Ndiite ndive samatsime Orudo kuna vanhu. Ita undishandise, Jesu, Kukushandira chete.
4
Gara saMambo wangu, Jesu, Mumwoyo nomuviri. Ndiite munju kwaye, Jesu, Muranda wako wedi.
5
Ita ndive nenyota, Jesu, Ndive nenzara kwazvo, Nzara yokukuona, Jesu, Mumusha weZioni.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.