Now the day is over
1
ZUVA rapfuura, Mibvuri zvino Inokutondedza Ngeusikuwo
2
Kwanazve kusviba, Kunenyenyedzi; Dzinorara zvino Mhuka neshiri.
3
Jesu, ndakuteta Ngadzizorore Ngechikomborero Chako usiku.
4
Chengeta vabwere Uponisezve Vanhu vapanyanza Mupfunzu dzese.
5
Unyaradze vese Varimunhamo; Kune vanyangadzi Bvisa mazano.
6
Hondo dzengerozi Ngadzitumirwe Kuti dzindikotse Ngemapapiro.
7
Ndizvo mangwanani Ngandimukezve Ngekufara kwazvo Kwapihwa ndiwe.
8
Mbiri kuna Baba NokunaKristu Mbirizve kunewe Mwari Mweya.Amen
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.