Bhaibheri

Virikidzai Tenzi wedu, Mambo wembiri

Anglican · Nziyo · 167

Praise to the Lord

1

VIRIKIDZAI Tenzi wedu, Mambo wembiri, Baba noMukorore noMweya Unoyera; Imi vanhu Mutunhidze pamwe Nengerosi navatsvene.

2

Virikidzai Tenzi unotonga kum'soro Unokotsa kubva mumhandu dzenyu dzedima Hamuzivi Nzira'yo kuda kwenyu Kwaitwa, nenyasha dzake?

3

Virikidzai Tenzi! Ngatiomhere nomwoyo, Zvisikwa zvese zvinomutunhidza nendwiyo; Vanhu vake Ngavaimbise, Amen, Kumuombera narini.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.