Bhaibheri

Tese tiri vana vaMwari

Anglican · Nziyo · 176

1

TESE tiri vana vaMwari; Ngatifare nokuita zvinofadza iye Mwari Musiki.

2

Ngekufara kwake kukuru Ngatiteerere nokuita zvinofadza iye Mwari Musiki.ubabatidzo runoyera-

3

Wakatisika sevadiwa-

4

Nemhuri imwe inotenda-

5

Rubabatidzo runoyera-

6

Runotiita vana vedi-

7

Ngatiedze zuva nezuva-

8

Kufunga ngengengo dzaTenzi-

9

Nokunamatira vazhinji-

10

Avo vachikunze kwedanga-

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.