Bhaibheri

Mwari Baba wedu

Anglican · Nziyo · 186

1

MWARI Baba wedu Tinzwe vana vako: Tibatsire kuti Tikukudze zvino.

2

Jesu, Mukorore Tiponise tese: Simba rako guru Kupfuura Satan.

3

Mweya Unoyera, Tinyaradze isu: Tungamira pasi Chechi Katorike.

4

Mambokadzi wedu, Mai unoyera, Namatira isu Nevatadzo vese.

5

Josef Muchengeti, Wakanaka kwazvo: Utibatsirewo Tifanane newe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.