Bhaibheri

Jesu Zita rako

Anglican · Nziyo · 208

1

JESU Zita rako Rinondifarisa. Mwana waMaria, Muponisi wangu, Sakaramende rako Rinondibatsira.

2

NgeUmwari hwako Ndisimbise, Tenzi, PaOtari yako MuUmwari hwako Ndinokuombera Mwana waMaria.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.