Bhaibheri

Ndakababatidzwa

Anglican · Nziyo · 211

I was made a Christian

1

NDAKABABATIDZWA Ndapiwa zita Kuve mwana wako Wenhaka yako Muzita raKristu Ndochirumbidza Ndichindoyeuka Chitsidzo change.

2

Ndizvenge kuipa SoMukristuzve. Jesu, zuva rese Ndimushandire Ndiri muukristu Ndi'mbire Tenzi Nditsvake yamuro Ndikotse mhiko.

3

Chikomborero 'cho Ndinochichema Muombero, basa Mukuyeriswa Baba, Mwana, Mweya Ndipei tsitsi Ndigare mu'kristu Ndivigwe newe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.