Lord Jesus, think on me
1
NDIFUNGE Tenzi Jesu Ndanyangadza Ndisuke muzvitadzo Ngeropa rako
2
Ndifunge Tenzi Jesu Ndiri wako Mubasa rangu rese Undibatsire.
3
Ndifunge Tenzi Jesu Ndine nhamo Mukurwa mira pedyo Undikanire.
4
Ndifunge Tenzi Jesu Ndarasika Penyisa pane dima Ndione nzira.
5
Ndifunge Tenzi Jesu Gara neni Yasvika mhandu yangu Undiponise.
6
Ndifunge Tenzi Jesu Pakuguma Ndirege ndikuone Undifarise.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.