Bhaibheri

Uya Mweya Unoyera

Anglican · Nziyo · 6

Come, Holy Ghost,who ever one

1

UYA Mweya Unoyera Mumwe naBaba noMwana, Upinde mumwoyo yedu, Uite tese tiyere

2

Ngemasimba angu ese Ngatikudze Mbiri yako. Tapidza mwto mumwoyo Kuti vamwe vatapidzwe.

3

Tinzwe Baba une samba Pamsana paJesu Kristu, Anogara akadaro Newe naiye Mweya.Amen

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.