All glory,loud and honour
1
MBIRI yese kunewe Muponisi Mambo; Vapwere vanoimba Hosana kunawe.
2
Mambo waIsraeri, Mwana waDavidi, Unauya saMambo Muzita raTenzi.
3
Ngerosi dzokudenga Dzinomutunhidza, Vanhu, nezviro zvese, Vanopindurazve.
4
Vanhu vaIsraeri Vakapa michindwi, Isu tinopandwiyo Neminamatozve.
5
Usati waroverwa Vakakutunhidza; Zvino uri kudenga Tinokuimbira.
6
Wakafadzwa nendwiyo Dzavanhu vekare; Tambira ndwiyo dzedu Mambo wakanaka.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.