Jesu Anoda Vana Vose
Baptist Nziyo 159
1
Jesu anoda vana vose, vana vose venyika; Vatema, navachena, vamwe vana vose, Jesu anoda vana vose.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.