Bhaibheri

She Wakatifira

Baptist Nziyo 169

1

She wakatifira, (tifira,) She wakatifira, (tifira, tifira,) She wakafa pam’chinjikwa, She wakatifira.

2

She wakavigwa 'ko, (vigwa ’ko,) She wakavigwa ’ko, (vigwa ’ko, vigwa ’ko,) Wakabviswa pam’chinjikwa, She wakavigwa ’ko.

3

She wakamuka zve, (muka zve,) She wakamuka zve, (muka zve, muka zve,) Apinde mumwoyo medu, She wakamuka zve.

4

She achadzoka zve, (dzoka zve,) She achadzoka zve, (dzoka zve, dzoka zve,) Tiende kudenga naye, She achadzoka zve.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.