Bhaibheri

Mumwe Angatiponese

Baptist Nziyo 174

1

Mu---mwe angatiponese; (Jesu chete, Jesu chete,) ___ Pamhidza katatu ___ Jesu Kristu chete! (Hareruya!)

2

Ten---dai kuna Jesu Kristu, (Tendai Jesu, tendai Jesu,) ___ Pamhidza katatu ___ Tendai Jesu saShe! (Hareruya!)

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.