Ndanzwa Izwi
Baptist Nziyo 186
1
Ndanzwa izwi richigogodza, Mukati mumwoyo wangu. ___ Pamhidza ___
Chorus
Zarura musuvo; regera Ishe apinde ___ Pamhidza ___
2
NdiShe Jesu unogogodza Mukati mumwoyo wangu. ___ Pamhidza ___
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.