Bhaibheri

Ndofara Zvikuru

Baptist Nziyo 212

Chorus

Ndofa...... ra zvikuru! (Ndofara wo) Ndofa ...... ra zvikuru! (Ndofara wo) Ndofa ...... ra zvikuru! (Ndofara wo) Makandiponesa! (ponesa neropa) Neropa makanatsa! (Nesimba) Nesimba makazadza! Ndofa ...... ra zvikuru! (Ndofara wo) Makandi ...... ponesa! Saka ndoda ..... Ishe, (Ndoda) (Ishe) Ndikurumbidze-i chose, (chose) Ndizivise, (Ndizivise,) wo vose, (vose,) Vangaponeswe wo chose, (chose neropa) Neropa makana .... tsa! (Nesimba) Nesimba makazadza! Ndofa...... ra zvikuru! (Ndofara wo) Makandiponesa!

1

Ndo .... fara chose. (chose) Nokuti makandifira Pa .... muchinjikwa, mundipe wo Rudo kwandiri: Ndofara nokuti mamuka Kuvakafa, muponese Vanhu vose, vanotendeuka, Vatende kwamuri,

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.