Musandipfuure, Jesu
Baptist Nziyo 53
1
Musandipfuure, Jesu Inzwai ndochema, Muchishevedzera vamwe, Musandipfu're.
Chorus
Ishe, Ishe, inzwai ndochema, Muchishevedzera vamwe, Musandipfu’re.
2
Ngandiwane pamusuwo, Tsitsi nengoni, Ndipfugame nokupfava, Ndiri mutendi.
3
Ndichitenda simba renyu, Ndotsvaka Imi, Rapa mwoyo unorwadza, Mundiponese.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.