Bhaibheri

Sezva Ndakadai, jesu

Baptist Nziyo 57

1

Sezva ndakada-i, Jesu, Ndisina chinhu pachangu, Makafira zvivi zvangu, Gwayana raShe, ndouya.

2

Sezva ndakada-i, Ishe, Ndisingambozviponesi, Imi moga munganatse, Gwayana raShe, ndouya.

3

Sezva ndakada-i, Jesu, Handizivi nzira yangu, Ndinorwa mumwoyo wangu Gwayana raShe, ndouya.

4

Sezva ndakada-i, Jesu, Ndogam’chira rudo rwenyu, Ndiri wenyu; muri wangu, Gwayana raShe, ndouya.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.