Bhaibheri

Tendai

Baptist Nziyo 73

1

Muchabatsirwa; muchaponeswa, Sezva munotenda Jesu She; Muchapiwa wo mufaro kwazvo, Sezva munotenda Jesu She.

Chorus

Tendai! Tendai! Kuna Jesu soM’ponesi; Tendai! Tendai! Muchasimbiswa wo naMwari.

2

Muchawana wo simba norudo, Sezva munotenda Jesu She; She Muponesi woenda nemi Sezva munotenda Jesu She.

3

Makomborero anouya wo, Sezva munotenda Jesu She; Musingatyi, Jesu anemi, Sezva munotenda Jesu She

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.