Bhaibheri

Ndanzwa Tenzi Wandidana

Baptist Nziyo 78

1

Ndanzwa Tenzi wandidana, ___ Pamhidza katatu ___ Unditevere misi yose.

Chorus

Kwaanonditungamira, Kwaanonditungamira, Kwaanonditungamira, Ndichamutevera mis’ yose.

2

Ndinomupa mwoyo wangu, ___ Pamhidza katatu ___ Ndichamutevera mis’ yose.

3

Ndinoita kuda kwake, ___ Pamhidza katatu ___ Ndichamutevera mis’ yose.

4

Ndinogara noM’ponesi, ___ Pamhidza katatu ___ Ndichamutevera mis’ yose.

5

Ndinokudza Jesu Kristu, ___ Pamhidza katatu ___ Ndichamutevera mis’ yose.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.