Bhaibheri

Farai Nyika She Wauya

Baptist Nziyo 9

1

Farai nyika; She wauya, Ishe wenyu kudzai! Muzvipire, Kuna Ishe, Denga, nyika, imbai! Denga, nyika, imbai! Denga, denga, nyika, imbai!

2

Bvisa-i zvivi zvose wo, Pamberi paMambo! Achatipa Zvakawanda, Sezvo tinonatswa, Sezvo tinonatswa, Sezvo, sezvo tinonatswa.

3

Farai nyika; She wotonga, Vanhu imbai nziyo! Zyinku zvose, Ngazviimbe Kuna Jesu Mambo, Kuna Jesu Mambo, Kuna, kuna Jesu Mambo!

4

Achadzoka kuzotonga Nyika yose pano! Aratidze Rudo rwake Kuna vanhu vose, Kuna vanhu vose, Kuna, kuna vanhu vose!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.