Bhaibheri

Utatu Usande Kwazvo Tinokupfugamirai

Catholic · Nziyo · 1007

P. Chinodya

Chorus

M: S/A Utatu usande kwazvo tinokupfugamirai V: S/A Ipai vanhu vose kutendera-a kutendera muchitendero chimwe chete vasimbarare mukutendera chitendero chechokwadi. B --- Ipai vanhu vose --- kutendera --- muchitendero chimwe chetehe – nokubvuma chitendero chechokwadi.

1

Tinokukumbirai chitendero nokuna Maria Musande.

2

Tinokukumbirai kutendera kwechokwadi Amen.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.