Fr E. Ribeiro
Chorus
M: S Uya uya Mweya Musande, uya uya Mweya Musande A Uya uya uya Mweya musande, uya uya Mweya Musande T Uya Mweya Musande buritsai kudenga, uya, uya, miseve yomwenje wenyu B Uya uya, uya Mweya Musande, uya Mweya Musande, uya miseve yom wenje wenyu
1
Uyai Mweya musiki, pindai mumoyo yavenyu, zadzai negirasiya redenga, moyo yakasikwa ne-e-e-mi
2
Munoinzwa munyaradzi, chipo chaMwari mukuru, tsime mhenyu moto chido nechizorwa chomweya
3
Imi mune zvipo zvinomwe, munwe worudyi rwaBaba, mupikirwa kwawo wa Baba, munofundisa rurimi
4
Vesai mwenje mumweya, dirai chido mumwoyo, nyama ichirukutika, batsirai nesimba renyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.