Bhaibheri

Uyu Muviri Wangu

Catholic · Nziyo · 1039

J. Makaure

Chorus

M: Uyu muviri wangu V: S/A Unopirirwemi itai izvi kuti mugosindiyeuka nazvo uyu muviri wangu B Unopirirwemi izvi kuti mugosindiyeuka nazvo uyu muviri wangu

1

Zvanzi naMambo uyu muviri wangu unopirwa

2

Uyu mukombe wechitenderano chitsva muropa rangu

3

Ndinodaidzira kwamuri Mwari inzwai kuteterera kwangu

4

Ndinogarira Mambo ndinoterera shoko rake

5

Mweya wangu unogarira Mambo kupfuura vanhu vanogaririra rungwanani

6

Yesu Kristo akateerera kusvika kurufu kusvika kurufu rwechipiyaniso

7

Akatiporesa isu namaronda ake

Chorus

All Kuti mugosindiyeuka kuti mugosindiyeuka uyu muviri wangu unopirirwemi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.