Bhaibheri

Vanokushwa Muvhu Rakanaka

Catholic · Nziyo · 1092

R. Tonganai

Chorus

M: Vanokushwa muvhu rakanaka Muvhu rakanaka V: All Ndivo vanonzwa dama rakanaka vorigamuchira ndokubereka

1

Mwari ngaatipe gomborero nokutikomborera

2

Ngaapenyese chiso chake pamusoro pedu

3

Pasi pano panoziva nzira dzenyu

4

Marudzi ose avanhu anoziva ruponeso rwenyu

5

Vanhu ngavakutendeyi Mwariwe

6

Vanhu vose ngavakutendeyi

7

Marudzi avanhu ngaafare nokuimba

8

Nokuti munotonga nyika zvakarurama

9

Munotonga vanhu nokururuma

10

Munobata umambo pamusoro pamarudzi avanhu

11

Nyika yakapa muchero wayo Mwari

12

Mwari wedu anotikomborera

Chorus

All Vori – gamuchira ndokubereka

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.