R. Mandigo
Chorus
M: Vimba naMwari Kudavira & Chorus: All Mweya wangu unogaririra Mwari woga kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu ndiye oga dombo rangu nomuponesi wangu ndiye oga dombo rangu nomuponesi wangu
1
Ndiye shongwe yangu yakakwirira handimbovhunduki zvikuru
2
Mweya wangu garirira Mwari zviro kwazvo vimba naye nguva dzose
3
Mwari ndimi Mwari wangu ndinokutsvagai siku nesikati
4
Mweya wangu unenyota kwamuri nyama yangu inokusuwai
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.