Sr Mary Mandeya (HLMC)
Chorus
M: S/A Huyayi vanhu vangu-hu V: B Huyayi --- dzimba dzenyuhu hu --- misuwo yenyuhu --- tadzo enyu kusvikira --- kwaTenzi kwapera S/A --- Mupinde mudzimba dzenyuhu, mupfige misuwo yenyu, mupfidze matadzo enyu --- kutsamwa kwaTenzi kwapera
1
Zivai kuti Mwa-ri akakuisai pasi pano achadzokaa okutorazve
2
Moyo yenyu ngaigare yakangochena kufanana naMwari
3
Nezuva iroro zvinhu zvose zvichabuda pachena
Chorus
S/A Mupfidze mupfidzehe, mupfidze zvivi zvenyuhu, musatadza pakare B --- Mupfidze he he --- zvivi zvenyu, musatadza pakare
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.