Bhaibheri

Hwayana YaMwari

Catholic · Nziyo · 114

Fr E. Ribeiro

Chorus

S/A Hwayana yaMwari – munobvisa – matadzo apasi – Mutinzwireiwo tsitsi T/B --- Hwayana yaMwari – munobvisa - matadzo apasi – Mutinzwireiwo tsitsi S/A Tinzwireiwo tsitsi Mambo Tinzwireiwo tsitsi Mambo Tinzwireiwo tsitsi MamboTinzwireiwo tsitsi Mambo T/B Hwayana yaMwari munobvisa matadzo Hwayana yaMwari munobvisa matadzo S Hwayana yaMwari munobvisa matadzo apasi Hwayana yaMwari Tinzwireiwo Tsitsi A Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Tinzwireiwo Tsitsi T Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Tinzwireiwo Tsitsi B Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari S Hwayana yaMwari S/A Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari munobvisa matadzo apasi - Hwayana yaMwari Hwayana yaMwari munobvisa matadzo apasi T/B Hwayana yaMwari Hwayana - yaMwari Hwayana yaMwariii - Hwayana yaMwarii – Hwa – ya - na S Tipeiwo rugare Mambo S Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare A Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare – Rugare Mambo T Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare Mambo Tipeiwo rugare – Rugare Mambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.