Bhaibheri

Yesu Kristo Mambo Makati

Catholic · Nziyo · 1141

Sr Dolores Nyathi (HLMC)

Chorus

M: S Yesu Kristo Mambo Makati V: S/A Kumbirai mopiwa-a, tsvagai mowana, gogodzai-i mozarurirwa B --- Kumbirai-i – tsvagai-i – gogodzai mozarurirwa

1

Tipeiwo isu tinokumbira rudo rwenyu rwouMwari

2

Itai Mambo kuti tigare tichibvunda pamwe nekuda zita renyu sande

3

Nokuti munoramba muchiraira vanomudzikisa muchido chenyu

4

Imi munogara noumambo, noumambo misi isingaperi

Chorus

S/A Tigokudai nomwoyo wose nezviito tigosarega kukurumbidzai B Tigokudai nemuromo – nezviito zvedu, kukurumbidzai

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.