P.O. Katsukunya
Chorus
M Yesu moyo wangu wakasviba V: All Hazvigoni Yesu Mambo kuti mupinde mumoyo mangu makasviba namatadzo
1
Ndinorwarira nokupfidza kukutadzirai kwandakaita
2
Ndinorwarira matadzo angu nyangwe madiki hawo
3
Nokuti zvino ndokudai nomoyo wose
4
Chiwanai mandiri ugaro hunofadza
Chorus
S/A Chenesaiwo chenesaiwo wakasviba namatadzo B Chenesaiwo moyo wangu wakasviba namatadzo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.