Br L Bvukumbwe
Chorus
M: Yesu Mwari wangu mununuri wangu V: All Buritsai Mweya iri mupuriga-torio – Yesu makanakisa ndidavirei mununuri wangu
1
Mwari wangu ndinoziva ndinofa-a asi handizivi riniko, handizivi kupiko?
2
Mwari wangu ndinoziva ndinofa-a asi handizi kupiko, handizivi seiko?
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.