Bhaibheri

Yesu Wadiwa

Catholic · Nziyo · 1180

Sr Lioba Gana (LCBL)

Chorus

M: Yesu Wadiwa. V: S/A Zvose zviri mumaoko enyu ndidzivirirei rutadzo Yesu, hapana chamunokoniwa uye munofarira kunditeurira zvipo zvenyu zvitsvene. B --- Zviri mumaoko enyu ndidzivirirei rutadzo Yesu, hapana chamunokoniwa --- munofarira kunditeurira zvipo --- zvitsvene.

1

Yesu tipei kudana nokunzwana.

2

Tipfigirei tose Yesu mumwoyo menyu.

3

Yesu endesai vakafa kurupenyu rusingaperi.

Chorus

S/A Komborerai vabereki, vakoma navanunu'na nehanzvadzi, hama dzose neshamwari dzangu. B --- Vabereki --- navanunu'na nehanzvadzi, hama --- neshamwari dzangu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.