S.T. Chari
Chorus
M: Yesu wangu ndidzidziseiwo V: S/A Yesu wangu wadiwa ndidzidzisewo kuita moyo chena nokuwa muranda wenyu chaiye kuti ndizvipire kunemi kunyangwe zvakaoma sei ndirwire chitendero changu, ndirwire chitendero ndisingatyi marwadzo angandiwire Yesu wangu ndidzidziseiwo. B --- Wadiwa ndidzidziseiwo kuita moyo chena nokuwa muranda wenyu chaiye kuti ndizvipire knemi kunyangwe zvakaoma sei ndirwire chitendero change ndirwire chitendero ndisingatyi marwadzo angandiwire Yesu ndidzidziseiwo.
1
Ndibate basa renyu ndisingatsvagi kuzorodzwa ndikusevenzerei ndisingakumbiri mubairo
2
Kusiya izvi chete kwekuti ndiri kuita kuda kwenyu Mambo wangu naMwari wangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.