Bhaibheri

Yosefe Musande

Catholic · Nziyo · 1199

F.H. Chinyanya

Chorus

M: S/A Yosefe Musande V: S/A Muchengeti wakanaka waMaria muvirigo, wakafamba naye murenje reEgypita Oh! Yosefe Musande wakapfava kwazvo tidzidziseiwo, tidzidzisei kufa kwewakanaka B ---Wakanaka waMaria muvirigo --- naye murenje reEgypita --- Yosefe Musande wakapfava kwazvo tidzidziseiwo, tidzidzisei kufa kwewakanaka

1

Mwana pamaoko a-ko uri kumuchengeta.

2

Mwa-na arikunzwa minamato yedu nokukumbira.

3

Ndizvo Yosefe Musa-nde ugotiyeukawo

4

Baba unodiwa we-du tiri kuteta.

Chorus

S/A Muchengeti wakanaka tifundisei kufa kwewakanaka. B --- Wakanaka tifundisei kufa kwewakanaka

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.