Bhaibheri

Zuva Rinouya Tenzi

Catholic · Nziyo · 1205

C. Maturure

Chorus

M: Zuva rinouya Tenzi imi hamurizivi V: S/A Asi kana riri zuva iroro nenguva iyoyo hakuna munhu anozviziva kunyangwe vatumwa vaMwari vokudenga kunyangwe mwana waMwari asi – ndivo vanozviziva B Asi kana riri zuva iroro nenguva iyoyo – munhu anozviziva kunyangwe vatumwa vaMwari vokudenga – kunyangwe mwana waMwarii – Baba voga ndivo vanozviziva

1

Vanhu vaviri vachava mumunda mumwe chete, mumwe achatorwa mumwe achsiiwa

2

Vakadzi vaviri vachakuya paguyo rimwe chete, mumwe achatorwa mumwe achisiiwa

Chorus

S/A Naizvozvo nemiwo garai makazvigadzirira nokuti – achauya ne-nguva yamusingafungi kuti achauya nayo B --- Naizvozvo nemiwo makazvigadzirira – mwana womunhu --- nenguva yamusingafungi kuti achauya nayo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.