Bhaibheri

Imbai Nomufaro Kristo Wakanunura

Catholic · Nziyo · 131

E.N.M. Dhliwayo Chimuti

Chorus

M: S Imbai nomufaro-o V: All Kristo wakanunura vanhu vake M: S Imbai V: All Imbai nomufaro M: S Nomufaro V: All Kristo akanunura vanhu vake M: S Imbai V: All Imbai nomufaroho Areruya

1

Pururudzirai Mwari imi nyika dzose

2

Murumbidze zita rake

3

Rumbidzai mbiri yake

4

Nokuti akatipa rupenyu

5

Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza

6

Nokuti Mwari ndiye Mambo wedu

7

Iye akamuka muvafi ndiye akatifira pachipiyaniso

Chorus

V: All Kristo akanunura vanhu vake M: S Imbai V: All Imbai nomufaroho

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.