O. Mutyanda
Chorus
M Imi Mwari mune ngoni V: S/A Mukutambudzika ndinochema kuna Tenzi, nezuva rokutambudzika kwangu, ndinochema ndinochema ndichifunga Mwari, ndichitsvaga Tenzi B Mukutambudzika ndinochema kuna Tenzi, nezuva rokutambudzika kwangu, ndinochema --- ndinochema, ndichitsvaga Tenzi
1
Munosunungura vanhu venyu Tenzi noruoko rune simba
2
Tinorangarira zvishamiso zvenyu, namabasa enyu Tenzi
3
Makaratidza ndudzi dzavanhu vose, simba renyu Tenzi
Chorus
S/A Mwari mweya wangu unoramba kunyaradzwa, ingorerekai nzeve dzenyu kwandiri, ndinotambudzika ndichitsvaga Tenzi B Mwari mweya wangu, mweya wangu --- kunyaradzwaa, kwandiri ndinotambudzika ndichitsvaga Tenzi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.