Bhaibheri

Ini Ndini Chiedza

Catholic · Nziyo · 154

C. Chawasarira

Chorus

M: Ini V: B Ndini chiedza – achinditevera ndini chiedza ndini chiedza choupenyu S: --- Anenge achinditevera achazova nechiedza, ndini chiedza chapasi, nechiedza choupenyu A --- Anenge achinditevera, ndini chiedza ndini chiedza choupenyu Part 3: Part 1:

1

Mwari ngaatipe gomborero 17.Munobata umambo pamusoro

2

Nokutikomborera 18.Pamarudzi avanhu

3

Ngaapenyese chiso chake 19.Vanhu ngavakutendei

4

Chiso chake pamusoro pedu 20.Vanhu vose ngavakutendei

5

Pasi pano panoziva 21.Nyika yakapa muchero

6

Panoziva nzira dzenyu – Ini 22.Muchero wayo Mwari Part 2: 23.Mwari ngaatikomborere

7

Marudzi ose avanhu 24.Pasi pose ngapamutye – Ini

8

Anoziva ruponeso rwenyu

9

Vanhu ngavakutendei

10

Ngavakutendei Mwariwe

11

Vanhu vose ngavakutende

12

Marudzi avanhu ngaafare

13

Ngaafare nokuimba

14

Nokuti munotonga nyika

15

Munotonga zvakarurama

16

Munotonga vanhu nokururama – Ini

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.