J. Makaure
Chorus
M: Itai zvose zvaanokuudzai V: All Itai zvose zvaanokuudzai, itai zvose zvaanokuudzai kuti muitee, Kristo ndiye chiyeedzaa, ndiye chiyeedzaa, chiyedzaa mumhuri dzenyu
1
Maria mai vaYesu vakakokwawo kumuchato paKana muGariria
2
Kuzoti waini yapera, Maria amai vaYesu, vakati kwaari, vanhu ava havasisisna waini
3
Iye akati kwavari munei nazvo nguva yangu haisati yasvika
4
Yesu akaraira varanda vaya, zadzai makate nemvura, akatizve kwavari chicherai mupe kumutariri wozvokudya
5
Ichi ndicho chishamiso chaYesu chokutanga paKana muGariria
Chorus
All Kristoo ndiye chiyeedzaa, chiyedza mumhuri dzenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.