Bhaibheri

Kristo Akamuka Muvafi

Catholic · Nziyo · 204

S.M. Ponde

Chorus

M Kristo akamufa muvafi --- akatimutsawo Areruya V: All Areruya Areruya akatimutsawo Areuya e Areruya

1

Pururudzirai Mwari imi nyika dzose murumbidze zita rake

2

Rumbidzai mbiri yake nokuti akatipa rupenyu

3

Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza nokuti Mwari ndiye Mambo wedu

4

Iye akamuka muvafi ndiye akatifira pachipyaniso

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.